On “Chori Ne Vamwe,” Tuku invites people to celebrate. The title is Shona for “celebrating with others.” Tuku also urges the listener to join him in the celebration of his music.
[Intro]
Ululating
Halalala vasikana halala
[Chorus]
Toenda, toenda kumachikichori
Toenda, toenda kumachikichori
(Ko nhai imi)
Toenda, toenda kumachikichori
(Kuenda kumachikichori)
[Verse 1]
Huyai
Huyai, huyai ka kumachikichori
Pano paita rufaro, ko svikai ka
Pano paita mafaro, ko huyai ka
Kumachikichori
[Chorus]
Toenda, toenda kumachikichori
(Kuenda, nhai yahwe)
Toenda, toenda kumachikichori
(Eheka, nhai yahwe)
Toenda, toenda kumachikichori
(Kumachikichori, ichori navamwe)
[Bridge]
Ini tambe, iwe tambe, isu fare, isu pombonoke
Ini tambe, iwe tambe, isu fare, isu pombonoke
(Pombonoka, sununguka)
[Verse 2]
Huyai, huyai
Ko svikai ka
Huyai, huyai
Pano paita, pano paita mafaro
Pano paita rufaro, rufaro rusingagumi
Ava machikichori, ichori nevamwe
Saka svikai ka
[Chorus]
Toenda, toenda kumachikichori
(Machikichori, ichori nevamwe)
Toenda, toenda kumachikichori
(Eheka, nhai yahwe)
Toenda, toenda kumachikichori
(Ini tambe, ini fare, ini pomboneke)
[Bridge]
Ini tambe, iwe tambe, isu fare, isu pombonoke
(Pomboneka, sununguka, faranuka)
Ini tambe, iwe tambe, isu fare, isu pombonoke
(Pano paita mafaro)
Ini tambe, iwe tambe, isu fare, isu pombonoke
(Nhai sahwira, pombonoka)
Isu pomboneke
[Outro]
Toenda, toenda kumachikichori
(Mmm babawe)
Isu pomboneke, isu pomboneke
Toenda, toenda kumachikichori
Ini tambe, iwe tambe, isu fare, isu pombonoke
(Pombonoka, pombonoka, sununguka)
Isu pomboneke
Toenda, toenda
Chori Ne Vamwe was written by Oliver Mtukudzi.
Oliver Mtukudzi released Chori Ne Vamwe on Fri Aug 26 2016.