Bhiza Ra Mambo by Oliver Mtukudzi (Ft. Hugh Masekela)
Bhiza Ra Mambo by Oliver Mtukudzi (Ft. Hugh Masekela)

Bhiza Ra Mambo

Oliver Mtukudzi & Hugh Masekela * Track #2 On Eheka! Nhai Yahwe (Enjoy! My Dear Friend)

Bhiza Ra Mambo Lyrics

[Verse 1: Oliver Mtukudzi]
Kana zvaoma, zvichinge zvaoma
Zvichinge zvaomesesa, paunekwidza makata
Ehh varume
Paunekwidza makata, paunenzwa kuti zvarema
Ahh varume
Paunenzwa kuti zvaremesesa, iwe pfuga uchinamata
Ndobhiza raMambo
(Ibhiza raMambo)

[Verse 2: Oliver Mtukudzi]
Kana zvaoma, zvichinge zvaoma
Ohh varume
Zvichinge zvaomesesa, zvakona n'anga
Ehh varume
Paunekwidza makata, paunenzwa kuti zvarema
Yahh varume
Paunenzwa kuti zvaremesesa, iwe pfuga uchinamata
Ndobhiza raMambo
(Ibhiza raMambo)

[Bridge: Oliver Mtukudzi]
Paunekwidza makata, iwe pfuga uchinamata
Ndobhiza raMambo
(Ibhiza raMambo)
Paunenzwa kuti zvarema, iwe pfugama uchinamata
Ndobhiza raMambo
(Ibhiza raMambo)

[Refrain 1: Oliver Mtukudzi]
Bhiza ramdara, bhiza ramdara
Bhiza raMambo
(Ibhiza raMambo)
Bhiza ramdara, bhiza ramdara iro
Bhiza raMambo
(Ibhiza raMambo)

[Refrain 2: Oliver Mtukudzi]
Bhiza ramdara, bhiza ramdara munamato
Bhiza raMambo
(Ibhiza raMambo)
Bhiza ramdara, bhiza ramdara munamato
Bhiza raMambo iri
(Ibhiza raMambo)

[Verse 3: Oliver Mtukudzi]
Paunenzwa kuti zvaremesesa, zvakona n'anga
Bhiza raMambo
(Ibhiza raMambo)
Paunekwidza makata, zvichinge zvarema
Bhiza ramdara
(Ibhiza raMambo)

[Refrain 3: Oliver Mtukudzi]
Bhiza ramdara, bhiza ramdara munamato
Bhiza raMambo
(Ibhiza raMambo)

Bhiza Ra Mambo Q&A

Who wrote Bhiza Ra Mambo's ?

Bhiza Ra Mambo was written by Oliver Mtukudzi.

When did Oliver Mtukudzi release Bhiza Ra Mambo?

Oliver Mtukudzi released Bhiza Ra Mambo on Fri Aug 26 2016.

Your Gateway to High-Quality MP3, FLAC and Lyrics
DownloadMP3FLAC.com