Kazz Khalif
V1
Taimbodanana, tichinzwanana
Mumwe wangu
Patai onana zvataipanana
Nhai
Chimwe changu
HOOK
Zvakachinja seiko
Mumwe wangu
Zvakachinjwa neiko
Mumwe wangu
Nhai mudiwa wangu
CHORUS
Wakapindwa nei ko
Nhai mudiwa wangu
Wakapindwa nei ko
Mumwe wangu
"Mumwe wangu"
Nhai mudiwa wangu
"Wakapindwa nei ko"
Mudiwa wangu
"Wakapindwa nei ko"
Mumwe wangu
"Wakapindwa nei ko"
"Wakapindwa nei ko"
Mumwe wangu
"Wakapindwa nei ko"
"Wakapindwa nei ko"
Mudiwa wangu
V2
Mazuvaano waakugara wakatsamwa tsamwaa
Handizivi pandakatadza shamwari
Kana pane chiri kunetsa taura
Ndino gadzirira sei nhai darlie
Pamwe ini ndakatadza so
Ndini ndakabhaiza so
Pamwe handisini zvimwe ndiwe Wakatongo zvineterawo
Ndiri kuona change in you
Hazvichambo flowa
Hameno wakaita sei love yacho yaakubhowa
HOOK
Zvakachinja seiko
Mumwe wangu
Zvakachinjwa neiko
Chimwe changu
Nhai mudiwa wangu
CHORUS
Wakapindwa nei ko
Nhai mudiwa wangu
Wakapindwa nei ko
Mumwe wangu
Mumwe wangu
"Wakapindwa nei ko"
Mumwe wangu
"Wakapindwa nei ko"
Mumwe wangu
Wakapindwa Nei was written by Pride Mteliso.
Wakapindwa Nei was produced by .
Kazz-khalif released Wakapindwa Nei on Mon Mar 25 2024.