[Intro]
Dakari, let the beat play
[Verse 1: Jah Prayzah]
Ndini ndorera, nekuchengeta
Nguva yechando, ndovesa moto
Ndokubata se-, semwana wamambo
Asi ndiri kudanana ndege kuti hauna shungu
[Chorus: Jah Prayzah]
Iwewe kana shungu
Nekuti hauna shungu
Iwewe kana shungu
Hauna shungu
Iwewe kana shungu
Nekuti hauna shungu
Iwewe kana shungu
[Verse 2: Gemma Griffiths]
Ndodawo
Kudiwawo
Manheru takarara
Mukurota makavambawoka
Uchidana zita rangu
Asi ndiri kudanana ndege kuti
[Chorus 2: Gemma Griffiths]
Hauna shungu
Iwewe kana shungu
Nekuti hauna shungu
Iwewe kana shungu
[Chorus: Jah Prayzah & Gemma Griffiths]
Hauna shungu
Iwewe kana shungu
Nekuti hauna shungu
Iwewe kana shungu
Hauna shungu
Iwewe kana shungu
Nekuti hauna shungu
Iwewe kana shungu
Shungu was written by Mukudzeyi Mukombe & Gemma Griffiths.
Shungu was produced by Dakari.
Jah Prayzah released Shungu on Sun May 14 2023.