Moto by Tadz
Moto by Tadz

Moto

Tadz

The music player is only available for users with at least 1,000 points.

Download "Moto"

Moto by Tadz

Release Date
Wed Oct 05 2016
Performed by
Tadz
Produced by
Yonas-K
Writed by
Tadz
About

Coming Back Much Better Than you were before, To Prove everybody who doubted you that you have what it takes – Bringing back the Fire!

Moto Lyrics

Tadz - Moto

Yeah!

Hameno! Kuti Sei Vanenge Vachindiedza
Vanondivenga! Nekuti ndakazvita Ndega
They saw me sink! I told them Tadz Won't be gone forever
Vakandiseka! asi hapana kana pressure

Yeah
Yeah
Kana pressure
Yeah
Ey
Yeah!

Ndakuunza!

[Chorus]

Yeah! Moto!
Ey! Moto!
Vakanditarisa Pasi manje ndakuaonesa Moto!
Ey! Moto!
Yeah! Moto!
Vapfana ava vakajaidzwa ndakuaunzira Moto!

Yeah, Moto
Yeah, Ndichavaonesa Moto

[Verse 1]

Tadz, uh
Don't play with the fire, Coz You'll get Burnt!
People be fake! Thats a Big lesson I've learnt
Please don't test me!, you don't want to get on my nerves
But these girl be digging me! So I buried the haters in my dirt

Munopiswa!, musatambe nayo Moto
Munoda zvakanaka asi hamudi kushanda zvinoramba zviri zviroto!
Ndakuunza!

[Chorus]

Yeah! Moto!
Ey! Moto!
Vakanditarisa Pasi manje ndakuaonesa Moto!
Ey! Moto!
Yeah! Moto!
Vapfana ava vakajaidzwa ndakuaunzira Moto!

Yeah, Moto
Yeah, Ndichavaonesa Moto

[Verse 2]

Yeah! Kupi ikoko!
Kupi ikoko!
Ndekupi ikoko kwamunoti kurikufaya uh Kupi ikoko!

Chenjera waunotamba naye
Handisi wekutamba naye
Murikuzvitanga izvezvi so asi ini ndanga ndiripo Kare Kare

I'm Putting On!
Zimbabwe keep playing my song
Its been Tadz all along
I love proving these haters wrong!

Ndakuunza!

[Chorus]

Yeah! Moto!
Ey! Moto!
Vakanditarisa Pasi manje ndakuaonesa Moto!
Ey! Moto!
Yeah! Moto!
Vapfana ava vakajaidzwa ndakuaunzira Moto!

Yeah, Moto
Yeah, Moto (Kana Pressure)

Kana Pressure!

Moto Q&A

Who wrote Moto's ?

Moto was written by Tadz.

Who produced Moto's ?

Moto was produced by Yonas-K.

When did Tadz release Moto?

Tadz released Moto on Wed Oct 05 2016.

Your Gateway to High-Quality MP3, FLAC and Lyrics
DownloadMP3FLAC.com