The song is about Oliver Mtukudzi’s mother, Mbuya Mtukudzi. There have been varied purported meanings of the song mostly because Mtukudzi sang in Korekore and the meanings of the words such as ‘atakwira’ are often misunderstood by those not familiar to the dialect. However, Tuku later clarified the...
Mhe mhe
Atakwire mukaranga
Akoromoka awa
Atakwire mukaranga
Mhe mhee
Atakwire mukaranga
Akoromoka awa
Atakwire mukaranga
Samere Mutowa
Job Muteswa
Rob Mtukudzi
Inga ndiNicholas
Vanga ramatipa rorwadza
Misodzi mokoto
Aiwa ka rwendo rwacho mazoro
Zvasariresu vapenyu
Isu vapenyu
Kufuga nekuwarira
Tozadze mikombe
Zvichida tichazosangana
Mhe mhe
Atakwire mukaranga
Akoromoka awa
Atakwire mukaranga
Mhee mhee
Atakwire mukaranga
Akoromoka awa
Atakwire mukaranga
Mhe mhe
Atakwire mukaranga
Akoromoka awa
Atakwire mukaranga
Mhee mhee (mhee mhee)
Mhe mhe
Atakwire mukaranga
Akoromoka awa
Atakwire mukaranga
Samere Mutowa
Job Muteswa
Rob Mtukudzi
Mhaiwe ndiNichol
Vanga ramatipa rorwadza
Misodzi mokoto
Aiwa ka rwendo rwacho mazoro
Zvasariremi mupenyu
Isu vapenyu
Kufuga nekuwarira
Tozadze mikombe
Zvichida tichazosangana
Mhe Mhe
Atakwire mukaranga
Akoromoka awa
Atakwire mukaranga
Mhee mhee (mhe mhe)
Mhe mhe
Atakwire mukaranga
Akoromoka awa
Atakwire mukaranga
Akoromoka Awa was written by Oliver Mtukudzi.